Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chigadzirwa chese chakaurungana chiine mwena mukati.
1
Chigadzirwa chese chakaurungana chiine mwena mukati.
Mupon'oro isimbi kana chimwewo chinhu chakareba chaizvo, zvikuru chichienda mudenga.
2
Ichi chivakwa chitete chakarebenuka, chakaita semudhuri mutete ungavakwa uchikwira mudenga.
3
Mupon'oro isimbi kana chimwewo chinhu chakareba chaizvo, zvikuru chichienda mudenga.
4
Uyu mubato wepoto wakarebesa.
5
Aka kumuromo kepfuti kunobuda namabara.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muponda
Kukwezva munhu nenzira yekuhwanda.
VerengaSwipe for the next word