Duramazwi · zita
paipi
pipe
Duramazwi · zita
pipe
Paipi chivezwa chine mwena unokakatiwa nawo utsi pakuputa fodya.
Paipi chivezwa chine mwena unokakatiwa nawo utsi pakuputa fodya.
Iyi isimbi kana paipi inoshandiswa kupinda kana kubudisa mvura mudhidho.
Kufafaidza shandisa paipi kana pombi, uchiita zvokumwaya mvura panzvimbo pauri kuda kudiridza.
Paipi chinhu chakagadzirwa nesimbi, purasitiki kana chimwewo chinhu, chine mwena unoitirwa kuti zvinhu zvakaita semvura, tambo nezvimwewo zvizopfuura nemachiri.
Mumba make makangoiswa mapaipi emagetsi asina tambo mukati.
Duramazwi
01 / 03paira
Kana munhu achipaira zvinhu anenge achiisa zvimwe pamusoro pezvaamboisa pasi.
VerengaSwipe for the next word