KwaunobvaDuramazwiPpaipa

Duramazwi

paipa

Zvinoreva

Kana munhu achipaipa anenge achikweva utsi hwefodya nekuhubudisa nemumuromo.

1

Kutiza kubva pane imwe nzvimbo nekuchimbidza, nekuti panenge paipa.

Kana munhu achipaipa anenge achikweva utsi hwefodya nekuhubudisa nemumuromo.

Kana munhu akapaipa doro anenge anwa rakanyanya kuwandisa.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word