KwaunobvaDuramazwiPpaikira

Duramazwi

paikira

Zvinoreva

Kupaikira kubairira kunoita chinhu pakakwirira pachine chadonhera panhu chichibva changoramba chiripo.

1

Kupaikira kubairira kunoita chinhu pakakwirira pachine chadonhera panhu chichibva changoramba chiripo.

Kukozomoka kudonha mumuti uchipaikira-paikira mumashizha nemapazi awo.

Kukatanura kubvisa chinhu chakayanikwa kana chakapaikira pawaya kana pa-minzwa.

Aya marara anokukurwa nerwizi anorasirwa kunhivi dzawo kana kusara akapaikira pamiti.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

paindi

Paindi mwero wezvinwiwa, kunyanya wedoro kana mukaka.

Verenga

Swipe for the next word