Duramazwi
pai
pie
Duramazwi
pie
Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kunzwisisa kuti zvinhu zvaari kutsvaga zviri panzvimbo ipi.
Kuti pai kuzara kunenge kwakaita chinhu kusvika pamusoro.
Kana chinhu chati pai chinenge chabatirira mudenga, mungava mumuti, icho changa chichifungirwa kuti chichadzika pasi.

Ndaizomugadzira ndichitangira pai nhaimi Noku wacho ini ndaisatozivawo zvaive zvaitika paari?.
Kwete ivo vanozongokaruka vaisa rugunwe rwavo rune ropa randisingazive kuti rabva pai mumukanwa mangu.
VaChihera: Ini wangu musuo munowanika ndakasunga hameno kuti munopinda pai.

Mutemo waisunga VaChihera naVaChekero waiwanikwa pai?
Zvawakwanhura miguri yakawanda kudaro unoibatira pai?
Duramazwi
01 / 03paika
Kupaika chinhu kuchiisa mumuti kana pamwe padenga pachinoramba chakabatirira.
VerengaSwipe for the next word