KwaunobvaDuramazwiPpapi

Duramazwi

papi

positioned

Zvinoreva

Tinoshandisa papi kana tichida kuziva pane chimwe chinhu.

1

Tinoshandisa papi kana tichida kuziva pane chimwe chinhu.

Wakaisa papi bhuku randakakupa?

Akangosviko mira pakati petown chaipo achishaya kuti otangira papi chaizvo.

Apa aiita seaida kuvatenderedza maimhofu asi aishaya kuti otangira papi chaipo kuti vanzwisise.

Zvakafanana

pai

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word