Kwaunobva
Zvinoreva
  1. 1

    Kukwenga kana kubvisa makanda.

  2. 2

    Kana munhu achipara chinhu anenge achichibvisa makwati nebanga kana chimwewo chinopinza.

  3. 3

    Kana munhu uchipara unenge uchishandisa banga kana gwengo kubvisa ganda repamusoro rezvinhu zvakaita senyama kana mbatatisi.

  4. 4

    Kupara kubvisa makoko muhari dzabikirwa uchishandisa chikwengo kana chimwewo chinhu.

  5. 5

    Kana huku ichipara pasi inenge ichitsvaka chikafu muvhu ichiteta netsvaratsvata dzayo.

  6. 6

    Kupara mhosva kuita zvinhu zvisingabvumidzwi pamutemo, zvinokuita kuti uve mumatambudziko okuendeswa kumatare. Zvokupa-

    Vana Fillia naGodfrey vakashandisa utsinye pakuda kusairira Chimedza mhosva dzaanga asina kupara.

    Kana munhu akakunakurira nyoka mhenyu anenge achikupomedzera mhosva yausina kupara.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary