Duramazwi
tsvara
-teta
Duramazwi
Kutsvara kuteta-teta pasi kunoitwa nehuku ichitsvaka zvokudya.
Kutsvara kuteta-teta pasi kunoitwa nehuku ichitsvaka zvokudya.
Runako rwacho nderwematsvara-tsvara.
Chidhiidhii kutsvara hundi, moyo uri kumakoto.
Kutsvara kukwenya munhu neruoko uchiitira kuti aterere kana kuona zvauri kumuratidza.
Kutsvara kukwenya munhu neruoko uchiitira kuti aterere kana kuona zvauri kumuratidza.
-teta
Duramazwi
01 / 03tsvarakadenga
Uyu musikana murefu, akanaka chaizvo pameso uye pachimiro chake.
VerengaSwipe for the next word