KwaunobvaDuramazwiTtsvarangidza

Duramazwi

tsvarangidza

-kurungudza

Zvinoreva

Kutsvarangidza kupedzisa zvimuto zvinenge zvasara mundiro, uchishandisa musuva wesadza.

1

Zvakafanana

-kurungudza

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvarangu

Kuti tsvarangu kutetenura nokutsvaka zvinenge zvakafusirwa pamwe panhu.

Verenga

Swipe for the next word