KwaunobvaDuramazwiTtsvaratsvata

Duramazwi · zita

tsvaratsvata

tsvarapasinzondoramuparapadzo

Zvinoreva

igumbo rehuku kana reshiri.

1

igumbo rehuku kana reshiri.

Dokwapura tsvaratsvata idzi tidzibike.

Aka kashiri kane tsvaratsvata nenzwara refu, kanokwanisa kumhanya nepamusoro pamaruva omumvura, uye kanodya mhodzi notupuka twemunzizi.

Kana huku ichipara pasi inenge ichitsvaka chikafu muvhu ichiteta netsvaratsvata dzayo.

Zvakafanana

tsvarapasi · nzondora · muparapadzo

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvaru

Kuti tsvaru kurova kana kumukwenya zvishomashoma.

Verenga

Swipe for the next word