KwaunobvaDuramazwiTtsvarakadenga

Duramazwi · zita

tsvarakadenga

Zvinoreva

Uyu musikana murefu, akanaka chaizvo pameso uye pachimiro chake.

1

Uyu musikana murefu, akanaka chaizvo pameso uye pachimiro chake.

Martha: Tsvarakadenga yaVaMunyori haina kuramba kukumirira.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvarangidza

Kutsvarangidza kupedzisa zvimuto zvinenge zvasara mundiro, uchishandisa musuva wesadza.

Verenga

Swipe for the next word