KwaunobvaDuramazwiCchiuya

Duramazwi · zita

chiuya

Zvinoreva

Chiuya munhu, kazhinji musikana, anenge aine utano nechimiro chinoyemurwa navanhu.

1

Chiuya munhu, kazhinji musikana, anenge aine utano nechimiro chinoyemurwa navanhu.

Chiuya unditore kani nhai Tambaoga." "Ko, ndinokutorai seiko nhai baba!

Kunze kwaedza." "Baba kani..." "Ndati chiuya.

Saka chiuya uzonditora ugondiisa panzvimbo yandichazorora pamwe chete namadzisekuru ako." "Ko, muri kupiko nhai baba?

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiuyeuye

Chikafu hachina kuzokwana vanhu pamutambo nokuti vamwe vanhu vakanga vasina kukokwa vakazongoita chiuyeuye.

Verenga

Swipe for the next word