Duramazwi · zita
unaku
texture
Duramazwi · zita
texture
Unaku kutaridzika zvinoyemurika kwechinhu.
Unaku kutaridzika zvinoyemurika kwechinhu.
Makadzi munaku kusaba anoroya.
Musikana munaku uya akabva atanga kugagaira paakaona mukomana achimudaidza.
Munhu munaku ndeuya anenge aine muviri nouso zvakajeka, achiyevedza kumutarisa.
Duramazwi
01 / 03unamati
religion
VerengaSwipe for the next word