Duramazwi
Zvinoreva
Kana mashizha ati unauna anenge asvava, ava kuoma.
1

Kana munhu ati unauna, anenge ava kupera simba nokuneta kana kurwara.

2

Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unda
Munda une zvirimwa.
VerengaSwipe for the next word