Duramazwi
Zvinoreva
Kana chirimwa chikaunarara chinenge chasvava. Kana mukarega kudiridza muriwo uyu zuva rimwe chairo munoona wotounarara.
1

Kana munhu achinzi akaunarara anenge anyararisa zvaasingawanzoita mazuva ose. Takaona kuunarara tikaziva kuti pane zvaimunetsa.
2

Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unauna
Kana mashizha ati unauna anenge asvava, ava kuoma.
VerengaSwipe for the next word