KwaunobvaDuramazwiSsvaka

Duramazwi

svaka

Zvinoreva

Kufovera.

1

Kufovera.

Dai wakanga usina kuramba nokudadira Miriro waZizi waizopfukirwa here naZizi akafira mubako kuChipinge achitsvaka kurwa ngava.

Dai wakanga usina kuramba nokudadira Miriro waZizi waizopfukirwa here naZizi akafira mubako kuChipinge achitsvaka kurwa ngava rake newe?

Vaitamba pamwe, vachibatsirana pakutsvaka chikafu uye vachigara zvakanaka.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svaku

Kuti svaku kubuda mumba kana mumwena nokukasika.

Verenga

Swipe for the next word