KwaunobvaDuramazwiSsvakuka

Duramazwi

svakuka

Zvinoreva

Kana uchisvakuka uchibuda mumba nechimbi-chimbi.

1

Kana uchisvakuka uchibuda mumba nechimbi-chimbi.

Kana mhodzi ikati putyu kubuda muna mai vayo inenge yabuda ichiita zvekusvakuka.

Kana uchisvakuka uchibuda mumba nechimbi-chimbi.

Kuti tupwi kusvakuka kunoita museve kubva pauta.

2

Kana datya richisvakuka

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svangazvuru

Svangazvuru inyoka nhete ine mitaro, isingarumi uye inowanzofamba ichimhanyisa.

Verenga

Swipe for the next word