Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane una anenge asina hanya nechinhu kana kuti nokutaurawo navamwe.
Kuuna kushaya simba kunoita zvinomera, nokuda kokupiswa nezuva.

Vainge vakangopfeka ka skirt zvino vari kuseri kwedoor vose naTadiwa wavo vainge vauna una kunge huku yanaiwa.
Una mashura awakamboonawo here?
Kana tsuro mukadziisira matanda omuriwo dzinopedza ose dzichin'un'una.

Kana munhu akauna anenge asina mufaro.
Zvakafanana
finifini · -svava · -fotana · -putana
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unaki
Unaki kuva netsika nezviito zvakarurama, zvinoyemurwa nemunhu wose.
VerengaSwipe for the next word