Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ari kuita zvoumweni anenge ane maitiro omunhu ari pamusha paasina kujaira.
1

Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03un'ain'ai
Un'ain'ai unyirinyiri hwemagetsi, marambi kana nyenyedzi dzakawanda. Ukatarisa mudhorobha usiku, unoona magetsi huri un'ain'ai kupfuta.
VerengaSwipe for the next word