Duramazwi · zita
uMwari
godhead · godliness · godship · piety
Duramazwi · zita
godhead · godliness · godship · piety
Mune zvechiKristu uMwari masimba nezviratidzo zvose zvinoratidza kuti kuna Mwari.

UMwari kuve munhu akanyorovera, uye aine tsika dzakanaka.
Ndega ndakanyatsonzwa kuti izvi zvaive zvoitika apa zvaive zvisisina huMwari mukati zvachose.
UMwari kuve munhu akanyorovera, uye aine tsika dzakanaka.
Duramazwi
01 / 03umweni
Kana munhu achinzi ari kuita zvoumweni anenge ane maitiro omunhu ari pamusha paasina kujaira.
VerengaSwipe for the next word