Duramazwi
svava
infant · wilt
-svasvaika-fota-suwa-una
Duramazwi
infant · wilt
Kana muriwo wasvava unenge waunyana nokuda kokushaya mvura.
Kana muriwo wasvava unenge waunyana nokuda kokushaya mvura.
Muriwo wawatema mangwanani watosvava nezuva ririko iri.
Kuti fovovo kusvava kunoita chinhu chakaita sembambaira kana yagarisa isina kubikwa.
Kufovova kusvava kunoita mbambaira kana mbatata kana yagarisa isina kubikwa.
Kusvava kusuwa, iwe wambenge wakafara.
-svasvaika · -fota · -suwa · -una
Duramazwi
01 / 03svavaira
Kusvavaira kufamba usina simba mumuviri wako nokuda kwenzara kana kurwara.
VerengaSwipe for the next word