Duramazwi
Zvinoreva
Kuomesa chinhu pazuva kwenguva diki.
1
Kuomesa chinhu pazuva kwenguva diki.
Kana munhu achinzi asvavisa muromo anenge asvika pakunzwisa urombo asisina manyawi amazuva ose.
2
Kusvavisa chinhu kuchiita kuti chiome.
Dosvavisa muboora uyu parata riri panze, kuti uganyatsonaka tawuisa mudovi.
3
Kana munhu akasvavisa muromo anenge aine nzara.
4
Kana munhu achinzi asvavisa muromo anenge asvika pakunzwisa urombo asisina manyawi amazuva ose.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svaya
Kusvaya mhuka kuita kuti dzimuke padzakahwanda, mugodziuraya.
VerengaSwipe for the next word