KwaunobvaDuramazwiSsvaya

Duramazwi

svaya

Zvinoreva

Kusvaya mhuka kuita kuti dzimuke padzakahwanda, mugodziuraya.

1

Kusvaya mhuka kuita kuti dzimuke padzakahwanda, mugodziuraya.

Pachirimo taienda kumapani kunosvaya mbeya, tichidziuraya.

Kana munhu achikwesvaira anenge achifamba achisvaya mhepo pasina chaakabata.

2

Kusvaya nhunzi kunina maoko uchidzidzinga.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svayadidza

Kusvayadidza chinhu kuchiisa mumuromo nokubva watochimedza kamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word