Duramazwi
Zvinoreva
Kufuridza kana kusvaya.
1
Kufuridza kana kusvaya.
Kana uchifumhira nhunzi unenge uchidzisvaya kuti dzibve pauri.
Kufumhira mwoto kuufuridza kuti unyatsopfuta.
Kana uchifumhira hari iri pamwoto, unenge uchidzivirira kuti zvauri kubika zvisafashukira kana kupupira kuenda pasi.
2

3
Kana uchifumhira nhunzi unenge uchidzisvaya kuti dzibve pauri.
4
Kana uchifumhira hari iri pamwoto, unenge uchidzivirira kuti zvauri kubika zvisafashukira kana kupupira kuenda pasi.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fumho
Fumho idavi romuti rine mashizha manyoro rinoshandiswa kudzimura mwoto womudondo.
VerengaSwipe for the next word