KwaunobvaDuramazwiFfume

Duramazwi · zita

fume

Zvinoreva

Fume izwi rinoshandiswa kuratidza nguva yemangwanani yezuva rinotevera.

1

Fume izwi rinoshandiswa kuratidza nguva yemangwanani yezuva rinotevera.

Ndipo pavanopedzisira vava kunyeperana fume vava kufumurana zvekare nekuti hope dzino kunzeresa.

Fume mangwanani acho akananga kumapurisa kuye again.

Fume izwi rinoshandiswa kuratidza nguva yemangwanani yezuva rinotevera.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fumha

Kana munhu akafumha mumwe nembama inenge yapfuura nepedyo chaizvo, zvokuti apotswa anonzwa mhepo kufamba.

Verenga

Swipe for the next word