KwaunobvaDuramazwiFfumbu

Duramazwi

fumbu

Zvinoreva

Ruvara rwekuchena kune muchena wakasviba simbi.

1

Ruvara rwekuchena kune muchena wakasviba simbi.

Aka kashiri kadiki, kapfumbu kane muromo mutsvuku uye kanofarira kutamba pahundi.

Gan'acha muchero midiki unoita mupfumbu kana waibva uye unofarirwa nemhamhasi.

Manganizi isimbi chena yakada kuenda kupfumbu, inogadzirisa simbi nemagirazi.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fumbunura

Kufumbunura ruoko kuruzarura nokutambanudza zvigunwe zvawanga wambofumbata.

Verenga

Swipe for the next word