Kwaunobva

pfumbu

Zvinoreva
  1. 1

    Chinhu chipfumbu chinenge chine ruvara rwuri pakati peutema neuchena.

    Usapfeka nhumbi dzakati bha-a pamavara seunoenda kumabiko.Tsvaga nhumbi dzine ruvara rwepfumbu kana rwakadzima.

    Zvino zvipfuwo zvakati zvichitora mazamu, ndakatarira ndikaona pakurota kwangu nhongo, dzakanga dzichikwira zvipfuwo, dzakanga dzine mitsetse, namavara, nedzakaita pfumbu.

  2. 2

    Kusimuka nokupararira mudenga.

  3. 3

    Kuti pfumbu kusumuka kunoita huruva nokuda kwechamupupuri kana mhepo kama zvimwewo zvinhu zvinokwanisa kurisumudza, zvakaita semotokari ichifamba pasina tara.

  4. 4

    Kana uchiti pfumbu unenge uchiburitsa pachena zvinhu zvanga zvakavanzika.

  5. 5

    Kuti pfumbu hope kurara zvakanyanyisa semunhu afa.

Mazwi akafanana
Mhuri yeizwi

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary