Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pfumbi ivhu rinenge rakatsetseka, rinofambiswa nemhepo kana chamupupuri richiita tsvina pazvinhu.
1

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfumbira
Kana wakapfumbira chinhu unenge wakachiisa chose mumukanwa.
VerengaSwipe for the next word