KwaunobvaDuramazwiPpfumbira

Duramazwi

pfumbira

-pfumba

Zvinoreva

Kana wakapfumbira chinhu unenge wakachiisa chose mumukanwa.

Kana nzira ichinzi yapfumbira inenge chigara ichifambwa nevanhu zvekuti ndiyo inenge yatojairwa uye sora ririmo rinenge ratofa.

1

Kana ganda richinzi rakatsetseka rinenge rakapfumbira uye risina mapundu.

Kana mukapfumbira mbambaira munenge madzifukidza nemadota anopisa muchitoagocha akadaro.

Gondo inzira yakapfumbira uye inoshandiswa nevanhu zvakanyanya.

2

3

4

Kana munhu akapfumbira anenge achiratidza kuti ganda remuviri wake rakanaka, uye anodya achiguta.

Zvakafanana

-pfumba

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word