KwaunobvaDuramazwiPpfumbuka

Duramazwi

pfumbuka

-tsamwa

Zvinoreva

Kupfumbuka kukwira mudenga kwezvinhu zvakaita sehuruva kana utsi.

1

Kupfumbuka kukwira mudenga kwezvinhu zvakaita sehuruva kana utsi.

Ichi chinhu chinenge hwowa chinopfumbuka zvinhu zvinenge bute kana chaoma.

Shena ihuruva inenge iri pamuviri, inoitika nokutamba kana kushanda muvhu rinopfumbuka.

Kana munhu achipfumbuka anenge asina mufaro, zvokuti anenge asingadi zvokutaura nevanhu.

2

Kana munhu achipfumbuka anenge asina mufaro, zvokuti anenge asingadi zvokutaura nevanhu.

Zvakafanana

-tsamwa

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfumbunu

Kuti pfumbunu kubvisa muchero pawanga wakafimbikwa kuti uibve.

Verenga

Swipe for the next word