Duramazwi
pfumbura
-tibura
Duramazwi
Kupfumbura kukwidza huruva kana hundi kudenga sepanopurwa zviyo.
Kupfumbura kukwidza huruva kana hundi kudenga sepanopurwa zviyo.
Kupfumbura kukwidza huruva kana hundi kudenga sepanopurwa zviyo.
Buruutsi ibasa rinoitwa navanhu vakawanda vachipfumbura huruva.
Kubvukura kutamba ngoma zvakaomarara muchipfumbura huruva.
-tibura
Duramazwi
01 / 03pfumburira
Kupfumburira munhu kumuita kuti azare guruva.
VerengaSwipe for the next word