KwaunobvaDuramazwiGguruva

Zvinoreva

Guruva ivhu rakatsetseka rinopfumburwa nemhepo uye, rinoteya mumaziso.

1

Guruva ivhu rakatsetseka rinopfumburwa nemhepo uye, rinoteya mumaziso.

Majaya nemhandara zvakaita gwitikwiti rakasimudza guruva pamabiko okugadzwa kwashe.

Endai munoitira bimbiri renyu kure, muri kutizadza guruva.

Mota yapfuura yambumura guruva pamugwagwa apa.

Zvakafanana

pfumbwi · bukuta · mhukutwa

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

guruvha

Guruvha munhu asingatendeseki, anoita chitsotsi akahwanda, zvokuti veruzhinji vanenge vasingazivi kuti ndizvo zvaanoita.

Verenga

Swipe for the next word