KwaunobvaDuramazwiGguruvha

Zvinoreva

Guruvha munhu asingatendeseki, anoita chitsotsi akahwanda, zvokuti veruzhinji vanenge vasingazivi kuti ndizvo zvaanoita.

Kuguruvha kuita kana kuwana zvinhu neukopokopo.

1

2

Zvakafanana

guruvhani · gurukutu

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

guruza

Kuguruza kuita ngonono.

Verenga

Swipe for the next word