Duramazwi · zita
Zvinoreva
Guruuswa zisango rine miti mishoma asi riine uswa urefu.
Guruuswa kunzvimbo iri nechokumabvazuva kweAfurika, kunonzi ndiko kwakabva vanhu vokutangatanga veChiShona.

Hakuchina harahwa dzinokwanisa kudorongodza nhoroondo yokubva kwavanhu kuGuruuswa.

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03guruva
dust
VerengaSwipe for the next word