Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuve wakaitwa chiito chegurwa.
Gurwa chidimbu che-davi remuti chinenge chatemwa kubva pamuti wakura chinozonodyarwa pacho chega.

Rako basa raperawo, gadzirira upenyu hutsva hwapano hwagurwa negurwe.
Mibvunzo iyi ndiyo imwe chete inongobvunzwa pamhando dzendima dziri kutsanangurwa muchikamu chino.

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gurwada
Kuti gurwada kupfrugama kunoratidza kuzvininipisa kana uchipa munyarikani chinhu.
VerengaSwipe for the next word