KwaunobvaDuramazwiGgurwe

Duramazwi · zita

gurwe

jenerehuruzegurenenjurwe

Zvinoreva

Gurwe chipembenene chakati kurei kudarika hwiza, chinoonekwa nguva yezhizha, chinogara mumwena wakavharirwa nekatutu kevhu uye chinofamba usiku chichirira.

1

Gurwe chipembenene chakati kurei kudarika hwiza, chinoonekwa nguva yezhizha, chinogara mumwena wakavharirwa nekatutu kevhu uye chinofamba usiku chichirira.

Kunjereredza kurira kweshiri, gurwe kana mhuka zvinonyaudza.

Chiururwi chipukanana chinenge gurwe asi chisingadyiwi.

Iri zibembenene rinenge gurwe asi risina mapapiro, rine musoro une man'aran'azhu nedumbu hombe rizere mvura.

Zvakafanana

jenere · huruze · gurene · njurwe

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gurwi

Kuti gurwi kumedza chokudya uchiridza huro.

Verenga

Swipe for the next word