KwaunobvaDuramazwiGgusha

Zvinoreva

Gusha chipfeko chevanhukadzi chinobata padumbu nomuzvidya.

Gusha muriwo unomera musango kana mumunda, unorembuka nokutsvedzerera kuubata kana wabikwa.

1

Musuva une gusha haunetsi kusvada.

Mushaba mushonga unoshandiswa kubika gusha, unoita kuti rigurike-gurike.

Gusha chipo chinopiwa kuna ambuya kana vanhu vaviri vasati varoorana.

2

3

Zvakafanana

derere

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gushe

Gushe imbava rimwe chete chete riri pamuviri wemhuka.

Verenga

Swipe for the next word