Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gushungo chidao chavaira Tsivo, vanoera sikarudzi yomunhukadzi.
1
Gushungo chidao chavaira Tsivo, vanoera sikarudzi yomunhukadzi.
Zvinhu zvave kuzopinda mugwara, Gushungo vako vari kuzvigadzirisa nokukasika.
Gushungo chidao chavaira Tsivo, vanoera sikarudzi yomunhukadzi.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gusvi
Gusvi kuuchira zvakasimba, sezvinoita mukwasha kuna vatezvara kana kuna ambuya achivatenda kana kuvakwazisa.
VerengaSwipe for the next word