KwaunobvaDuramazwiGguta

Duramazwi · zita

guta

capital · metropolis · city · guru capital city

Zvinoreva

Dhorobha.

Kuguta kuzara kwedumbu nezvokudya, zvokuti hapana nzara yaunonzwa.

1

Dhorobha.

Rusvingo madziro akavakwa nemabwe pasina dhaka, anogona kutenderedza guta kana musha.

Ichi chikwata kuru kana vatungamiriri vedhorobha kana guta rine kuzvitonga kwaro pacharo.

Guta musha mukuru, kazhinji unenge uchigara vanhu verudzi rumwe.

2

3

Kuguta kuzara kwedumbu nezvokudya, zvokuti hapana nzara yaunonzwa.

Ichi chikwata kuru kana vatungamiriri vedhorobha kana guta rine kuzvitonga kwaro pacharo.

Guta musha mukuru, kazhinji unenge uchigara vanhu verudzi rumwe.

Harare ndiro guta guru renyika yeZimbabwe.

Zvakasiyana

-ziya

Zvakafanana

kuhuta · bvunda · dedera · kutya

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word