Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gusvi kuuchira zvakasimba, sezvinoita mukwasha kuna vatezvara kana kuna ambuya achivatenda kana kuvakwazisa.
1
Gusvi kuuchira zvakasimba, sezvinoita mukwasha kuna vatezvara kana kuna ambuya achivatenda kana kuvakwazisa.
Gusvi romukwasha rinonzikwa nevari kure.
Kurova gusvi kuombera vanhu vaunoremekedza, sezvinoita mukwasha kumadzitezvara ake.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03guta
capital
VerengaSwipe for the next word