KwaunobvaDuramazwiZzara [-dzara]

Duramazwi

zara [-dzara]

Zvinoreva

Kana zvinhu zvazara mumudziyo zvinenge zvawanda zvekuti chechetere.

1

Kana zvinhu zvazara mumudziyo zvinenge zvawanda zvekuti chechetere.

Mugoro wazara mvura yava kutoda kurasikira.

2

Kutapukira.

3

(nyadzo) Kana munhukadzi achinzi azara anenge ava napamuviri.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zarakuzaza

Iri ibopoto rinoitika pakati pevanhu vanenge vatadza kunzwisisana.

Verenga

Swipe for the next word