Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu aine zanza rezvinhu muruoko anenge akazvizadza mukati meruoko rwake.
1
Kana munhu aine zanza rezvinhu muruoko anenge akazvizadza mukati meruoko rwake.
Kana munhu aine zanza rezvinhu muruoko anenge akazvizadza mukati meruoko rwake.
Unzanzanza kutaura kusina urongwa, komunhu anenge achiziva kuti akanganisa.
Kana vanhu kana zvinhu zvakaita unzanzanza zvinenge zvakawanda zvikuru.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zanzi
Zanzi iruva rinoshandiswa kugeza mumba maitikira rufu.
VerengaSwipe for the next word