KwaunobvaDuramazwiCchitsama

Duramazwi · zita

chitsama

Zvinoreva

Chitsama igungano diki revanhu, kana kuti zvinhu zvakati wandei zvishoma, zviri pamwe chete.

1

Chitsama igungano diki revanhu, kana kuti zvinhu zvakati wandei zvishoma, zviri pamwe chete.

Ndisvitse chitsama chouswa uhwo.

Kumaruzevhawo vanhu vane chitsama vave nematerezheni muZimbabwe.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word