KwaunobvaDuramazwiCchitsa

Duramazwi · zita

chitsa

chitsigachigutswachimwanda

Zvinoreva

Chitsa chidzitsi chinosarira kana muti uchinge watemwa.

1

Chitsa chidzitsi chinosarira kana muti uchinge watemwa.

Chitsa chidzitsi chinosarira kana muti uchinge watemwa.

Chitsa uswa hwakachekwa hwakaiswa pamwe chete.

2

Chitsa uswa hwakachekwa hwakaiswa pamwe chete.

Zvakafanana

chitsiga · chigutswa · chimwanda

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitsaka

Chitsaka ndepakavakirwa, pakakwirira, panogara vanhu vachirinda munda.

Verenga

Swipe for the next word