Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu munhu anokwanisa kugadzirisa zvinhu zvinenge zvichivhiringidza vanhu.
1
Uyu munhu anokwanisa kugadzirisa zvinhu zvinenge zvichivhiringidza vanhu.
2
Uyu munhu, kazhinji mudzidzisi, anorova vana zvakapfurikidza zvekuti anenge achityiwa.
Vana imi, kana mukaramba muchiita mheremhere, ndinokuendesai kwachitovamapenzi mugodzokako madzikama.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chitsa
Chitsa chidzitsi chinosarira kana muti uchinge watemwa.
VerengaSwipe for the next word