KwaunobvaDuramazwiCchirangamapenzi

Duramazwi · zita

chirangamapenzi

chitovamapenzi la

Zvinoreva

Uyu munhu anorova zvikuru, asingadi zvekuitirwa musara, zvekuti anenge achityityiwa nevaanogarisana navo.

1

Uyu munhu anorova zvikuru, asingadi zvekuitirwa musara, zvekuti anenge achityityiwa nevaanogarisana navo.

Mambo akasarudza chirangamapenzi chejinda risina warinozeza.

Zvakafanana

chitovamapenzi la

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirangano

Chirangano chitsidzo chinenge chatenderwa navaviri kuti vachazoita. Musikana akaputsa chirangano chokuroorana nomukomana wake.

Verenga

Swipe for the next word