KwaunobvaDuramazwiCchirangano

Duramazwi · zita

chirangano

chibvumiranochibhuyiranochitenderano

Zvinoreva

Chirangano chitsidzo chinenge chatenderwa navaviri kuti vachazoita. Musikana akaputsa chirangano chokuroorana nomukomana wake.

1

Kubvanyudza kuparadza ushamwari hwevamwe kana kuputsa chirangano.

Chirangano chitsidzo chinenge chatenderwa navaviri kuti vachazoita. Musikana akaputsa chirangano chokuroorana nomukomana wake.

Zvakafanana

chibvumirano · chibhuyirano · chitenderano

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word