KwaunobvaDuramazwiCchiramu

Duramazwi · zita

chiramu

Zvinoreva

Chiramu kutamba uye kuita mutauro wokutsvinyirana unoitwa pakati pezvakaita sababamukuru navanin'ina kana vana vehanzvadzi dzomudzimai wavo. Taru aitamba chiramu nomunin'ina womukadzi wake.

1

Chiramu kutamba uye kuita mutauro wokutsvinyirana unoitwa pakati pezvakaita sababamukuru navanin'ina kana vana vehanzvadzi dzomudzimai wavo. Taru aitamba chiramu nomunin'ina womukadzi wake.

Kutamba chiramu ijee rinoitwa nemurume nevanin'ina kana vakoma vemudzimai wake, imwe nguva murume uyu achitobata-bata tunana mainini.

Musere kutamba kwachiramu vanhu vachinemerana.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirandu

Chirandu chidao chevaera mwoyo.

Verenga

Swipe for the next word