KwaunobvaDuramazwiCchirambavana

Duramazwi · zita

chirambavana

Zvinoreva

Munhu anonzi chirambavana anenge ari munhu anodhakwa zvikuru zvokukanganwa kudzokera kumba.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirambo

Chirambo inzvimbo inomera howa gore negore. Chirambo chehowa uhu churu chomumunda mangu.

Verenga

Swipe for the next word