Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiradza chinhu chakakura zvikuru. Pachuru apa pakamboonekwa chiradza chenyoka tikamhanya zvisingabviri
Chiradza munhu anodhakwa zvikuru.
1

Chiradza munhu agara panzvimbo kwenguva yakareba zvikuru.
2

3

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chirahwe
riddle
VerengaSwipe for the next word